| What day is today? | Nhasi izuva ripi? |
| Monday | Muvhuro |
| Tuesday | Chipiri |
| Wednesday | Chitatu |
| Thursday | China |
| Friday | Chishanu |
| Saturday | Mugovera |
| Sunday | Svondo |
| What day is today? | Nhasi izuva ripi? |
| Monday | Muvhuro |
| Tuesday | Chipiri |
| Wednesday | Chitatu |
| Thursday | China |
| Friday | Chishanu |
| Saturday | Mugovera |
| Sunday | Svondo |
| This week | Svondo rino |
| I have exams on Friday this week | Ini ndine bvunzo nemusi weChishanu svondo rino |
| Next week | Svondo rinouya |
| I will return next week Saturday | Ndinodzoka musi weMugovera svondo rinouya |
| Last week | Svondo rakapera |
| He arrived from Zambia last week Monday | Akasvika svondo rakapera neMuvhuro kubva ku Zambia |
| I need to travel to Harare on Tuesday because I have another flight on the same day and I would arrive in the UK on the following Wednesday | Ndinoda kuenda Harare nemusi weChipiri nekuti ndinoda kuzonokwira ndege nemusi umwe chete.Ndinozosvika kuUK nezuva rinotevera unova musi weChitatu |
West Africa- Ìgbò - Wolof - Yorùbá |
East Africa- Chichewa (Nyanja) - Kinyarwanda (Ikinyarwanda) - Kiswahili |
Central Africa- Chokwe (Wuchokwe) - Ibinda (Fiote) - Kikongo - Lingala - Tshiluba |
Southern Africa- Malagasy - Naro (Senaro) - Nyaneka-Humbi - Sekaukau - Setswana (Tswana) - Shona (chiShona) - Umbundu (South Mbundu) - IsiXhosa (Xhosa) - IsiZulu (Zulu) |