| Welcome! | Mauya! |
| Hi! | Mhoro! |
| Good Morning | Mangwanani akanaka |
| Good Afternoon | Masikati akanaka |
| Good Evening | Manheru akanaka |
| Good Night | Usiku hwakanaka |
| See you -- See you later |
Ndokuwona -- Ndokuwona gare gare |
| See you tomorrow | Ndokuwona mangwana |
| Have a nice day | Iva nezuva rakanaka |
| Have a nice trip | Iva nerwendo rwakanaka |
| Goodbye | Sara mushe |
