| Always & All the time | Nguva dzose |
| It is good to pray all the time | Chinhu chakanaka kunamata nguva dzose |
| Never | Handifi zvaitika |
| I will never visit my father again | Handifi ndakashanyira Baba zvakare |
| Now | Zvino |
| We have to leave now! | Tinofanira kusiya ikozvino |
| Sometimes | Dzimwe nguva |
| Sometimes I prefer to be at home | Dzimwe nguva ndinosarudza kuva pamba |
| From time to time | Nguva nenguva |
| From time to time I eat rice | Nguva nenguva ndinodya Mupunga |
| Late | Kunonoka |
| The bus is always late | Bhazi rinogara richinonoka |
| Later | Gare gare |
| The bus will come later | Bhazi rinouya gare gare |
| Early | Pakutanga |
| You should try to come home early | Iwe unofanirwa kuedza kuuya kumba kutanga |
